Fr. 23.40

Wemarengenya Haauruki Moto

Schona-Sprache · Taschenbuch

Versand in der Regel in 3 bis 5 Wochen (Titel wird speziell besorgt)

Beschreibung

Mehr lesen










Moyo chena unouraisa. Simba mukomana achangozvipedzera zvake dzidzo paUniversity of Zimbabwe. Anozvipira kuyamura Shamiso uyo waanononga padivi pemugwagwa paanosiya akandwa naBhanditi nechikwata chake. Paanosvika kumba kwavabereki vake anobva anzi ndiye Bhanditi adzoka. Anovharirwa mumba achinzi anozoburitswa kana chikwata chake chadzora zvachakabvuta. Simba aitarisira kutendwa asi hazvina kuita sokufunga kwake. Nyaya yaMushamba irondedzero yeruvhunambwa rwuri kutiza mazimbwa ane ukasha ari kungoti dai arubata akanyika meno mumunyepfu warwo irwo rwuchiavhunanisa mukuruumburudza ruchipoya nemumateya mawo apo anenge arumbumura. Inopinda mumakomba egoridhe, mumipata yezvinodhaka pamwe nemumachokoto euterera, zvichipa muverengi kufunga kuti, kurarama chii munyika? Zvino iye wemarengenya angacharika marimi emoto akasabatira here? Ko akabatira moto achaudzimura sei uye nani?Zvinzwirei hudobidobi hwenyaya inosiririsa yakanyorwa zvemhando yepamusoro.


Produktdetails

Autoren Stephen Mushamba
Verlag Kim Watt
 
Sprache Schona-Sprache
Produktform Taschenbuch
Erschienen 01.06.2024
 
EAN 9781914287138
ISBN 978-1-914287-13-8
Seiten 164
Abmessung 129 mm x 198 mm x 10 mm
Gewicht 150 g
Thema Belletristik > Erzählende Literatur

Kundenrezensionen

Zu diesem Artikel wurden noch keine Rezensionen verfasst. Schreibe die erste Bewertung und sei anderen Benutzern bei der Kaufentscheidung behilflich.

Schreibe eine Rezension

Top oder Flop? Schreibe deine eigene Rezension.

Für Mitteilungen an CeDe.ch kannst du das Kontaktformular benutzen.

Die mit * markierten Eingabefelder müssen zwingend ausgefüllt werden.

Mit dem Absenden dieses Formulars erklärst du dich mit unseren Datenschutzbestimmungen einverstanden.